Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaHebheru 13:11-12

VaHebheru 13:11-12 BDSC

Muprista mukuru anopinda neropa remhuka muNzvimbo Tsvene-tsvene sechipiriso chechivi, asi mitumbi yacho inopisirwa kunze kwomusasa. Uye naizvozvo Jesu akatambudzikawo ari kunze kwesuo reguta kuti aite kuti vanhu vave vatsvene kubudikidza neropa rake.