Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaHebheru 12:5-6

VaHebheru 12:5-6 BDSC

Uye makanganwa shoko rokukurudzira rinotaura kwamuri savanakomana richiti: “Mwanakomana wangu, usazvidza kuranga kwaShe, uye usaora mwoyo kana uchirangwa naye, nokuti Ishe anoranga uyo waanoda, uye anorova munhu wose waanogamuchira somwanakomana.”