Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesisi 9:1-4

Genesisi 9:1-4 BDSC

Ipapo Mwari akaropafadza Noa navanakomana vake, akati kwavari, “Berekanai muwande uye muzadze nyika. Mhuka dzose dzenyika neshiri dzose dzedenga dzichakutyai uye dzichakuvhundukai; zvisikwa zvose zvinokambaira panyika, nehove dzose dzegungwa, zvakapiwa mumaoko enyu. Zvinhu zvose zvinorarama nezvinokambaira zvichava zvokudya zvenyu. Sezvandakakupai muriwo munyoro, ndiri kukupai zvino zvinhu zvose. “Asi hamufaniri kudya nyama, ropa rayo roupenyu richiri mairi.