Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesisi 50:20-21

Genesisi 50:20-21 BDSC

Imi makafunga kundiitira zvakaipa, asi Mwari akafunga kuita zvakanaka kuti apedzise zviri kuitwa iye zvino, iko kuponeswa kwemweya mizhinji. Naizvozvo zvino, musatya. Ndichakuriritirai imi navana venyu.” Akavasimbaradza uye akataura nounyoro kwavari.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neGenesisi 50:20-21