Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesisi 50:18-21

Genesisi 50:18-21 BDSC

Ipapo madzikoma ake akauya akazviwisira pasi pamberi pake. Vakati, “Tiri varanda venyu.” Asi Josefa akati kwavari, “Musatya. Ko, ini ndiri pachinzvimbo chaMwari here? Imi makafunga kundiitira zvakaipa, asi Mwari akafunga kuita zvakanaka kuti apedzise zviri kuitwa iye zvino, iko kuponeswa kwemweya mizhinji. Naizvozvo zvino, musatya. Ndichakuriritirai imi navana venyu.” Akavasimbaradza uye akataura nounyoro kwavari.