Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesisi 26:34-35

Genesisi 26:34-35 BDSC

Esau akati ava namakore makumi mana okuberekwa, akawana Judhisi mwanasikana waBheeri muHiti, uyewo Bhasemati mwanasikana waEroni muHiti. Ivava vakarwadzisa Isaka naRabheka.