Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaGaratia 3:13-14

VaGaratia 3:13-14 BDSC

Kristu akatidzikinura kubva pakutukwa kwomurayiro paakava chakatukwa iye nokuda kwedu, nokuti kwakanyorwa kuchinzi: “Vakatukwa vose vanoturikwa pamuti.” Akatidzikinura kuitira kuti kuropafadzwa kwakapiwa Abhurahama kugosvika kune veDzimwe Ndudzi kubudikidza naKristu Jesu, kuitira kuti nokutenda tigogamuchira chipikirwa choMweya.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neVaGaratia 3:13-14