Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaEfeso 6:10-12

VaEfeso 6:10-12 BDSC

Pakupedzisira, ivai nesimba muna She nomusimba rake guru. Shongai nhumbi dzose dzokurwa nadzo dzaMwari kuti mugogona kumira muchirwa namano adhiabhori. Nokuti hatirwi nenyama neropa, asi navabati, navanesimba, namasimba enyika ino yerima uye namasimba emweya yakaipa ari muchadenga.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neVaEfeso 6:10-12