Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaEfeso 2:6-7

VaEfeso 2:6-7 BDSC

Uye Mwari akatimutsa pamwe chete naKristu akatigarisa kudenga muna Kristu Jesu, kuitira kuti munguva dzinouya aratidze pfuma yake huru yenyasha dzake, zvichiratidzwa muunyoro hwake kwatiri muna Kristu Jesu.