Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Muparidzi 3:1-6

Muparidzi 3:1-6 BDSC

Chinhu chimwe nechimwe chine nguva yacho, uye basa rimwe nerimwe rine nguva yaro pasi pedenga: nguva yokuberekwa nenguva yokufa, nguva yokusima nenguva yokudzura; nguva yokuuraya nenguva yokuporesa, nguva yokuputsa nenguva yokuvaka; nguva yokuchema nenguva yokuseka, nguva yokuungudza nenguva yokudzana; nguva yokurasa mabwe nenguva yokuaunganidza pamwe chete, nguva yokumbundikira nenguva yokurega; nguva yokutsvaka nenguva yokurega zvirasike, nguva yokuchengeta nenguva yokurasa