Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Dhuteronomi 6:13-15

Dhuteronomi 6:13-15 BDSC

Itya Jehovha Mwari wako, ushumire iye oga ugoita mhiko dzako muzita rake. Musatevera vamwe vamwari, vamwari vendudzi dzakakupoteredzai; nokuti Jehovha Mwari wenyu ari pakati penyu ndiMwari ane godo uye hasha dzake dzichapisa pamusoro penyu, uye achakuparadzai kubva pamusoro penyika.