Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaKorose 4:2-5

VaKorose 4:2-5 BDSC

Muzvipire pakunyengetera, makanyatsorinda uye muchivonga. Uye mutinyengetererewo kuti Mwari azarure mukova weshoko redu, kuitira kuti tigoparidza chakavanzika chaKristu, icho chandakasungirwa. Nyengeterai kuti ndigone kuparidza zvakajeka, sezvandinofanira. Muve vakachenjera pamafambiro enyu kuna vari kunze; mungwarire nguva yenyu.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neVaKorose 4:2-5