Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaKorose 3:3-4

VaKorose 3:3-4 BDSC

Nokuti makafa, uye upenyu hwenyu hwakavigwa zvino naKristu muna Mwari. Panoonekwa Kristu, iye upenyu hwenyu, ipapo nemiwo muchaonekwa pamwe chete naye mukubwinya.