Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 2:3-4

Mabasa 2:3-4 BDSC

Vakaona zvakanga zvakaita sendimi dzomoto dzakaparadzana uye dzakamhara pamusoro pomumwe nomumwe wavo. Vose vakazadzwa noMweya Mutsvene vakatanga kutaura nedzimwe ndimi sokupiwa kwavakaitwa noMweya.