Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 15:16-18

Mabasa 15:16-18 BDSC

“ ‘Shure kwaizvozvo ndichadzoka ndigozovakazve tende yaDhavhidhi yakawa. Ndichavakazve matongo ayo, uye ndichaivandudzazve, kuti vakasara vavanhu vatsvake Ishe, uye neveDzimwe Ndudzi vose vanodanwa nezita rangu, ndizvo zvinotaura Ishe, anoita zvinhu izvi,’ zvakangova zvazivikanwa kubva kare.