Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 15:16-18

Mabasa 15:16-18 SNA2002

‘Shure kwaizvozvi ndichadzoka, Ndivake tabhenakeri yaDhavhidhi, yakawa; Ndichavakazve matongo ayo, Ndichiimutsa; Kuti vakasara kuvanhu vatsvake Ishe, Navahedheni vose vakadanwa nezita rangu, Ndizvo zvinotaura Ishe, unozivisa izvozvi zvose kubva pakutanga kwenyika.’

Verenga chikamu Mabasa 15