Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Timoti 3:14-15

2 Timoti 3:14-15 BDSC

Asi iwe, rambira pazvinhu zvawakadzidza uye ukatenda mazviri, nokuti unoziva kuti wakazvidzidza kubva kuna ani, uye kuti kubva pauduku wakaziva Magwaro matsvene, anogona kukupa uchenjeri hunosvitsa kukuponeswa kubudikidza nokutenda muna Kristu Jesu.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe ne2 Timoti 3:14-15