Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Madzimambo 20:6

2 Madzimambo 20:6 BDSC

Ndichawedzera paupenyu hwako makore gumi namashanu. Uye ndichakurwira iwe neguta rino. Ndicharwira guta iri kubva muruoko rwamambo weAsiria nokuda kwangu uye nokuda kwomuranda wangu Dhavhidhi.’ ”