Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 VaKorinde 7:6-7

2 VaKorinde 7:6-7 BDSC

Asi Mwari anonyaradza vakaora mwoyo, akatinyaradza pakauya Tito, kwete nokuda kwokuuya kwake bedzi, asiwo nokuda kwokunyaradza kwamakamupa. Akatiudza nezvokundishuva kwenyu, kusuwa kwenyu kukuru, nokuva nehanya kwenyu pamusoro pangu, saka mufaro wangu wakava mukuru kwazvo.