Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Timoti 6:17-18

1 Timoti 6:17-18 BDSC

Rayira vapfumi panyika ino kuti varege kuzvikudza kana kuisa tariro yavo mupfuma, isingagari, asi kuti vaise tariro yavo kuna Mwari, anotipa zvose zvizhinji kuti tifare nazvo. Varayire kuti vaite zvakanaka, uye kuti vafarire kupa vamwe uye nokugoverana.