Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Timoti 6:11-12

1 Timoti 6:11-12 BDSC

Asi iwe, munhu waMwari, tiza kubva pane izvi zvose, uye utevere kururama, umwari, kutenda, rudo, kutsungirira nounyoro. Irwa kurwa kwakanaka kwokutenda. Ubatisise upenyu husingaperi hwawakadanirwa kwahuri pawakapupura kupupura kwakanaka pamberi pezvapupu zvizhinji.