Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Petro 4:11

1 Petro 4:11 BDSC

Kana munhu achitaura, ngaadaro somunhu anotaura mashoko chaiwo aMwari. Kana munhu achishumira, ngaazviite nesimba raanopiwa naMwari, kuitira kuti muzvinhu zvose Mwari arumbidzwe kubudikidza naJesu Kristu. Iye ngaave nokubwinya nesimba nokusingaperi-peri. Ameni.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe ne1 Petro 4:11