Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Johani 4:17-19

1 Johani 4:17-19 BDSC

Naizvozvo, rudo runokwaniswa pakati pedu kuitira kuti tigova nokuvimba pazuva rokutongwa, nokuti munyika ino takafanana naye. Murudo hamuna kutya. Asi rudo rwakakwana runodzinga kutya, nokuti kutya kune chokuita nokurangwa. Munhu anotya haana kukwaniswa murudo. Tinomuda nokuti iye akatanga kutida.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe ne1 Johani 4:17-19