Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Johani 4:17-19

1 Johani 4:17-19 SCLB

Muna izvozvi, rudo runobva rwazadzikiswa zvokuperera matiri kuti tive neruvimbo pamusi wokutongwa, nokuti zvaari ndizvowo zvatiri pasi pano. Pane rudo hapana kutya uye rudo rwakaperera runodzinga kutya nokuti uyo anotya anenge achitya kurangwa. Munhu anotya kurangwa rudo rwake haruna kuperera. Isu tine rudo nokuti akatanga kutida.

Verenga chikamu 1 Johani 4

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe ne1 Johani 4:17-19