Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Johani 3:22-24

1 Johani 3:22-24 BDSC

uye tinogamuchira kubva kwaari zvose zvatinokumbira, nokuti tinoteerera mirayiro yake uye tinoita zvinomufadza. Uye uyu ndiwo murayiro wake: kutenda muzita roMwanakomana wake, Jesu Kristu, uye nokuda mumwe nomumwe wedu sezvaakatirayira. Avo vanoteerera mirayiro yake vanogara maari, naiye mavari. Uye izvi ndizvo zvinoita kuti tizive kuti iye anogara matiri: Tinozviziva noMweya waakatipa.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe ne1 Johani 3:22-24