Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Johani 3:22-24

1 Johani 3:22-24 SCLB

Tinopiwa naye zvose zvatinokumbira nokuti tinochengeta mitemo yake tichiita zvinomufadza. Mutemo wake ndouya wokuti: Tinofanira kutenda muzita roMwanakomana wake Jesu Kristu uye kudanana sokutiudza kwaakaita. Vose vanochengeta mitemo yake vanogara vakabatana naye iyewo akabatanawo navo. Izvi ndizvo zvinotizivisa kuti iye akabatana nesu, zvokuti akatipa Mweya Mutsvene.

Verenga chikamu 1 Johani 3

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe ne1 Johani 3:22-24