Ndiwo maziviro edu kuti vana vaMwari ndevapi uye kuti vana vadhiabhori ndevapi: Ani naani asingaiti zvakarurama haasi mwana waMwari; uyewo uyo asingadi hama yake. Iri ndiro shoko ramakanzwa kubva pakutanga: Tinofanira kudanana.
Verenga chikamu 1 Johani 3
Terera ku 1 Johani 3
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 1 Johani 3:10-11
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo