Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Johani 2:28-29

1 Johani 2:28-29 BDSC

Uye zvino, vana vanodiwa, rambai muri maari, kuitira kuti paanoonekwa tive nokushinga uye tisinganyadziswi pamberi pake pakuuya kwake. Kana muchiziva kuti iye akarurama, munoziva kuti mumwe nomumwe anoita zvakarurama akaberekwa naye.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe ne1 Johani 2:28-29