Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 VaKorinde 3:6-8

1 VaKorinde 3:6-8 BDSC

Ini ndakasima, Aporosi akadiridza, asi Mwari ndiye akameresa. Saka naizvozvo anosima kana anodiridza haazi chinhu, asi Mwari chete, iye anomeresa zvinhu. Munhu anosima nomunhu anodiridza vane chinangwa chimwe, uye mumwe nomumwe wavo achapiwa mubayiro maererano nezvaakabata pabasa rake.