Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Titosi 3:3-7

Titosi 3:3-7 SCLB

Nokuti iyesuwo pachedu, takambenge takazungaira, tiri vanhu vasingateereri vakatetereka tiri varanda vehavi vanamafaro akasiyana–siyana tichipedzera mazuva edu muuipi neshanje tichivengwa navanhu uye isu tichivengana. Asi pakazoratidzwa mutsa norudo rwaMwari Mununuri wedu akatinunura kwete nezvatakaita isu muururami asi pamusana pengoni dzake nokushambidzwa kokuzvarwa patsva nokuvandudzwa naMweya Mutsvene waakawodzworera matiri nokuna Jesu Kristu Mununuri wedu kuti tiruramiswe nenyasha dzake tichiva vagari venhaka nechitarisiro choupenyu husingaperi.

Verenga chikamu Titosi 3