Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Varoma 8:18-19

Varoma 8:18-19 SCLB

Ndinofunga kuti matambudziko enguva ino haangamboenzaniswa nembiri yaticharatidzwa. Zvisikwa zvose zviri kumirira zvichisuwira kwazvo kuratidzwa kwavana vaMwari

Verenga chikamu Varoma 8