Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Varoma 8:17-18

Varoma 8:17-18 SCLB

Zvino kana tiri vana, tiri vagari venhaka. Tiri vagari venhaka yaMwari uye vagari venhaka pamwe naKristu. Ndokunge tambotambudzikawo pamwechete naye kuti tigozorumbidzwa pamwe naye. Ndinofunga kuti matambudziko enguva ino haangamboenzaniswa nembiri yaticharatidzwa.

Verenga chikamu Varoma 8