Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Varoma 7:24-25

Varoma 7:24-25 SCLB

Zvino ini, panguwo pano, ndiani achandinunura kumuviri wangu uyu worufu. Ndinotenda Mwari kuti ndinonunurwa nokuna Jesu Kristu Tenzi wedu. Saka zviripo ndezvokuti ini pachangu ndinochengeta mutemo waMwari nepfungwa dzangu asi nenyama yangu ndinotevera mutemo wechitadzo.

Verenga chikamu Varoma 7