Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Varoma 13:1-2

Varoma 13:1-2 SCLB

Munhu wose ngaave pasi pehurumende inenge ichitonga nokuti hapana simba rokutonga risingabvi kuna Mwari. Vari kutonga vakatoiswapo naMwari. Saizvozvo munhu anoramba kuteerera vatongi, anoramba kuteerera vakagadzwa naMwari. Vanorambawo kuteerera vacharangwa.

Verenga chikamu Varoma 13