Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Varoma 13:1-2

Varoma 13:1-2 SNA2002

Munhu mumwe nomumwe ngaazviise pasi pamasimba makuru; nokuti hakuna simba risina kubva kuna Mwari; iwo aripo akaiswapo naMwari. Saka anoramba simba, anodzivisa zvakaiswapo naMwari; zvino ivo vanodzivisa, vanozvitorera mhosva.

Verenga chikamu Varoma 13