Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Zvakaratidzwa 13:11-12

Zvakaratidzwa 13:11-12 SCLB

Zvino ndakaona chimwe chikara chakabuda pasi chakanga chiine nyanga mbiri sehwayana uye chaitaura sezigaranyanya. Ichi chaiva namasimba ose echikara chokutanga chichiita kuti pasi navagari vapo vagwadamire vachinamata chikara chokutanga chakanga chiine ronda rakaipisisa rakanga rapora.