TENZI ndimambo vanhu vanodedera anogara pachigaro chake choushe, pakati pamakerubhi. Nyika inodengendeka. TENZI mukuru muguta reZioni mukuru mukuru pavanhu vose. Ngavarumbidze zita renyu guru rinotyisa. Iye anoera.
Verenga chikamu Nziyo 99
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 99:1-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo