Jehovha anobata ushe; vanhu ngavabvunde; Iye agere pakati pamakerubhi; nyika ngaizununguswe. Jehovha mukuru paZioni; Ari kumusoro-soro kwavanhu vose. Ngavarumbidze zita renyu guru rinotyisa; Ndiye Mutsvene.
Verenga chikamu Mapisarema 99
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 99:1-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo