Munhu anogara mudumba roWokumusorosoro, anogara mumumvuri waSamasimbaose, anogona kuti kuna TENZI, “Ndimi diziro rangu nhare.” Nokuti achakununura kumunhu anokuteya zvakaipa uye kudenda rinoparadza.
Verenga chikamu Nziyo 91
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 91:1-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo