Uyo agere panzvimbo yokuvanda yoWokumusorosoro Acharambira pamumvuri wowaMasimbaose. Ndichati pamusoro paJehovha, “Ndiye utiziro hwangu nenhare yangu, Iye Mwari wangu, wandinovimba naye.” Nokuti iye achakurwira parugombe rwomuteyi weshiri, Napahosha inouraya zvikuru.
Verenga chikamu Mapisarema 91
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 91:1-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo