Ndichaimba ndichirumbidza mwoyochena wenyu nokusingaperi, TENZI, nomuromo wangu ndichaparidza kutendeka kwenyu kwezvizvarwa zvose. Nokuti mwoyochena wenyu uripo nokusingaperi. Kutendeka kwenyu kwakasimba samatenga.
Verenga chikamu Nziyo 89
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 89:1-2
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo