Ndikati tarisei zvangu kumatenga enyu, amakaita neminwe yenyu, mwedzi nenyenyedzi zvamakaisamo? Ndinoti: “Munhu chiiwo zvake wamunorangarira, iye munhuwo zvake wamunochengeta asi imi makatoita kuti munhu asiye paduku duku kuti ave saMwari. Muchimupa chiremba chembiri norukudzo.
Verenga chikamu Nziyo 8
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 8:3-5
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo