Imi, simba rangu, ndinotarisa kwamuri nokuti imi Mwari ndimi nhare yandinozvidzivirira nayo muhondo. Mwari, nemwoyochena wake, achandichingura. Mwari wangu achaita kuti nditarise vavengi vangu vakundwa.
Verenga chikamu Nziyo 59
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 59:9-10
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo