Asi ini ndakaita somuorivhi munyoro mumba maMwari. Ndinovimba nemwoyochena waMwari narini narini. Ndichakutendai nokusingaperi nokuti makazviita. Ndicharumbidza zita renyu pana vakarurama nokuti rakanaka.
Verenga chikamu Nziyo 52
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 52:8-9
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo