Asi vanopotera mamuri ngavafare, varambe vachiimba nomufaro. Imiwo vadzivirirei, kuitira kuti vanoda zita renyu vapembere nokufara mamuri. Nokuti imi TENZI munokomborera mururami, munomudzivirira senhoo nemweya wenyu wakanaka.
Verenga chikamu Nziyo 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 5:11-12
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo