Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Nziyo 36:5-7

Nziyo 36:5-7 SCLB

Mwoyochena wenyu, TENZI, unosvika kumatenga; uye kutendeka kwenyu kunosvika kumakore. Ururami hwenyu hwakaita samakomo aMwari; kutonga kwenyu kwaita sehwenje hwakadzika munonunura munhu nemhuka, TENZI. Hakusi kukosha ikoko kwakaita mwoyochena wenyu Mwari! Vanhu vanopotera mumumvuri wamapapiro enyu.

Verenga chikamu Nziyo 36