Ndinopotera kwamuri TENZI, musaite kuti ndinyadziswe. Sezvamuri vakarurama kudai, ndinunureiwo. Rerekererai nzeve yenyu kwandiri mukurumidze kundinunura; ivai kwandiri dombo rokupotera naro, nhare yakasimba yokundinunura. Imi ndimi dombo rangu nenhare yangu pamusana pezita renyu, ndiratidzei pokufamba napo munditungamirire. Nditakanurei mumambure andateerwa zvakavanzika nokuti ndimi diziro rangu.
Verenga chikamu Nziyo 31
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 31:1-4
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo