Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Nziyo 24:1-3

Nziyo 24:1-3 SCLB

Nyika ndeyaTENZI nazvose zviri mairi, pasi pose zvapo navanhu vanogarapo ndezvake nokuti akaidzika mumakungwa, akaimisa panzizi. Ndiani angakwire mugomo raTENZI? Ndiani angamire munzvimbo yake inoera?

Verenga chikamu Nziyo 24