Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Nziyo 22:27-28

Nziyo 22:27-28 SCLB

Nyika dzapasi pano dzicharangarira dzigodzokera kuna TENZI mhuri dzose dzamarudzi avanhu dzigwadame pamberi penyu nokuti umambo ndohwaTENZI uye anotonga pamusoro pevechirudzi.

Verenga chikamu Nziyo 22

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neNziyo 22:27-28