Ini ndinomirira TENZI, mweya wangu unomirira, ndinovimba neshoko rake. Ndinomirira TENZI kupinda kumirira kuita varindiri mambakwedza, kupinda varindiri mambakwedza. Isiraeri ngaitarisire kuna TENZI nokuti TENZI ane mwoyochena; maari mune ruponeso rwakawanda. Achaponesa Isiraeri kuzvivi zvayo zvose.
Verenga chikamu Nziyo 130
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 130:5-8
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo